Lyrics

Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Izvi zvakuda imi Messiah munditungamirire (Mweya ndisesekedze) Kana kutumira ngirozi dzongotungamira (Mweya ndisesekedze) Ndimika gwayi guru rinotungamirira (Mweya ndisesekedze) Kana kutuma Gabhurona azotungamira (Mweya ndisesekedze) Bhuku randiti munodaira vanonyengeterera (Mweya ndisesekedze) Kunyangwe vane mazimutoro munovatakurira (Mweya ndisesekedze) Zvino ndapfugama kukumbira ngoni tungamirira (Mweya ndisesekedze) Ndinokumbira ngoni dzenyuka dzinditungamire (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Cheukai kuno Messiah ndine chikumbiro (Mweya ndisesekedze) Kukumbira kunge Hezekiah munobvuma here? (Mweya ndisesekedze) Hezekiah uyu wanga wofa mukamusesekedza (Mweya ndisesekedze) Zvino ndapfugama kukumbira mundisesekedze (Mweya ndisesekedze) Baba handimbotya kufawo ini ndinotyira vana (Mweya ndisesekedze) Mukandiisa nyikadzimu ini vangadzungaira (Mweya ndisesekedze) Handina kuramba kuuya ini asi ndati vana (Mweya ndisesekedze) Ndikava siya dziri pwere idzi dzingadzungaira (Mweya ndisesekedze) Mweya wangu haumbozorora ndikasiya vana (Mweya ndisesekedze) Nyangwe vaweko nyikadzimu uyu ungadzungaira (Mweya ndisesekedze) Saka itai ndimbogara mamwe makumi mana (Mweya ndisesekedze) Ndozosiyawo vayaruka ava vasadzungaira (Mweya ndisesekedze) Ndinokumbira kumbogara kana makumi mana (Mweya ndisesekedze) Ndozosiyawo vayaruka ava vasadzungaira (Mweya ndisesekedze) Izvozvi kufa ndiri Razaro vanosara nei? (Mweya ndisesekedze) Ropafadza maoko angu aya vazopemberera (Mweya ndisesekedze) Vangakandiranwa sebhora paukama ndaenda (Mweya ndisesekedze) Kana kuturikwa mamhepo vozotetereka (Mweya ndisesekedze) Izvozvi nyika yakapanduka haichina rudo (Mweya ndisesekedze) Kuti ndikavasiya vari vega ava vanochekereswa (Mweya ndisesekedze) Chiitai rudo kupwere idzi mundisesekedze (Mweya ndisesekedze) Ndozongofawo vayaruka ava vasadzungaira (Mweya ndisesekedze) Mune rudo kupwere muchandisesekedza (Mweya ndisesekedze) Ndozongofawo vayaruka ava vasadzungaira (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Pane minzwa pane gomba pinda nengoni (Mweya ndisesekedze) Pane chiga chakasviba dzinga dhimoni (Mweya ndisesekedze) Famba mwanangu famba, famba nengoni (Mweya ndisesekedze) Famba mwanangu famba, famba nengoni (Mweya ndisesekedze) Kunda nengoni, unokunda nengoni (Mweya ndisesekedze) Rerwa nengoni, ucharerwa nengoni (Mweya ndisesekedze) Kunda nengoni, unokunda nengoni (Mweya ndisesekedze) Rerwa nengoni, ucharerwa nengoni (Mweya ndisesekedze) Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Bhuku randiti munodaira vanonyengeterera (Mweya ndisesekedze) Nyangwe vane mazimutoro munovatakurira (Mweya ndisesekedze) Zvino ndapfugama kukumbira ngoni tungamirira (Mweya ndisesekedze) Ndinokumbira ngoni dzenyuka dzinditungamire (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Ndipe ngoni ka ndipeiwo, ndipe mweya ndikunde (Mweya ndisesekedze) Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze Mweya ndisesekedze
Writer(s): Tuck Map Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out