Lyrics

Mmm heey heeey heey Zvinondiremera Kuona vanodana vachiyemerana Vachivimbisana rudo nekusingaperi Moyo worwadza, ndoita seiko usipo Ndaneta kuringa nzira Ndoita seiko usipo Ndaneta kuringa nzira Garandichauya kani (Inorema ah) Inorema asi ndichakumirira (Inorema ah) Inorema asi ndichakumirira (Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri) Toyemuka mufaro wataive nawo Ndaisafungidzira kuti nerimwe zuva Uchafunga kuenda kumhiri (Kwemakungwa) Uchindisiya ndirindegaka (? ikauya ndichabatana nei?) Garandichauya (Inorema ah) Asindichakumirira (Inorema ah) Kusvika wauya (Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri) Inorema (Inorema ah) Asindichakumirira (Inorema ah) Kusvika wauya (Kusvika wauya oooh kusvika wadzoka kwandiri) (Garandichauya) Ndoitaseiko ini zvandiremera (Garandichauya) Ndirindega ah (Garandichauya) Makoremangani ndingorindegaka (Garandichauya) Garandichauya (Inorema ah) Inorema inorema (Inorema ah) Asindichakumirira (Kusvika wauya ooh) Kusvika wauya wauya wauya (Kusvika wadzoka kwandiri) Inorema inorema (Inorema ah) Asindichakumirira (Inorema ah) (Kusvika wauya oooh) Kusvika wauya (Kusvika wadzoka kwandiri)
Writer(s): Enock Guni, Siphosenkosi Mkhuhlane Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out