Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Performer
Direct Worship
Direct Worship
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Songwriter

Lyrics

Ndovimba Nemi Ndovimba nemi Mwariwe Ndovimba Nemi Munondichengeta Hey Zvandisingazive Zvandisingaone Baba Zvakavanzika Ndinofara munondiratidza Zvandarongerwa ndisipo Vandigarira matare kani Mwariwe Ndinofara kuti Munondichenjedza Ndosaka ndichivimba nemi Ndovimba nemi Mwariwe Ndovimba Nemi Makatendeka Muri Mwari Nguva dzose kani Imi Hamusi munhu Hamurevi nhema Saka regaiwo ndivimbe nemi Ah ah, nhai Mwari Regaiwo ndigotemba nemi kani Regaiwo ndidade nemi Nokuti makatendeka (Tongues) Masikati Namadekwana kani Mwari Naiwo mangwanani Munondichengeta Zvandisingazive wo Zvandisingazive Zvandisingaone Zvakavanzika Munondiratidza Zvandisingazive Zvandisingaone Zvakavanzika Munondiratidza Mangwanani Namasikati Namadekwana Munondichengeta Richibuda zuva mangwanani kani Mangwanani Namasikati Namadekwana Munondichengeta Ndosaka ndichivimba nemi Ndovimba nemi Jehovah Ndovimba Nemi Ndovimba nemi Ndovimba nemi Munondichengeta Jehovah Ndovimba Nemi kani Ndovimba nemi Jehovah Ndovimba Nemi Ndovimba nemi Ndovimba nemi Munondichengeta Jehovah Ndovimba Nemi wo Ndovimba Nemi Ndovimba nemi Ndovimba nemi Munondichengeta Handisati ndambomuona mumwe munhu Ndovimba Nemi Ane maitiro enyu Mwariwe Ndovimba Nemi Pakuvimbika makatendeka Mwari Ndovimba Nemi Munondichengeta Vanhu vanoshanduka Vanhu vanoshanduka kani Asi imi hamushanduke Mwariwe (Ndovimba Nemi) Ndovimba Nemi Munondichengeta Let's go, hande! Hama dzangu dzinovimba nemi Ndovimba Nemi Vana vangu ndavadzidzisa kuvimba nemi Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Munondichengeta Mhuri yangu inovimba nemi Ndovimba Nemi Business rangu rinovimba nemi Ndovimba Nemi Zimbabwe vimbaiwo naye Ndovimba Nemi Munondichengeta Munhu wese ngaavimbe nemiwo Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Makatendeka kani Mwariwe Ndovimba Nemi Munondichengeta Vakaropafadzwa vanovimba nemi Mwari Inga zvavo vanovimba nemi Makorokoto kune vanovimba naye Mwari uyu Nokuti akatendeka Ndinovachiva vanovimba nemi Mwari Inga zvavo vanovimba nemi Vakakuitaiwo hutiziro hwavo Havanyadziswe Nokuti makatendeka Jehovah Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Munondichengeta Jehovah Ndovimba Nemi wo Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Imi Baba Imi Baba (Ndovimba Nemi) Munondichengeta Jehovah Ndovimba Nemi wo Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Mwariwe Ndovimba Nemi Mwariwe Imi Baba Imi Baba Munondichengeta One more time Let's go C'mon, maoko Ndinovimba Nemi Ndinovimba Nemi Mwari wangu ndovimba nemi Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Ndovimba Nemi Munondichengeta Ndovimba Nemi (Tongues) Munozviziva Ndovimba Nemi Handigone Nemi Nokuti makatendeka (Tongues) Ndati ramba uchivimba naye Uchivimba naye Mwari uyu Haambokusiye Haambokusiye uriwoga Tinovimba Nemi Tinovimba Nemi Tinovimba Nemi Tinovimba Nemi Mwari (Tongues) Tinovimba Tinomira Nemi Tosimba Nemi Takasimba Nemi (Tongues) Munondichengeta Ndinochengetwa Nemi Jesus (Tongues)
Writer(s): Michael Mahendere Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out