Music Video

Ndamuona (Live at The City Sports Center) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship
Watch {trackName} music video by {artistName}

Credits

PERFORMING ARTISTS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Performer
Direct Worship
Direct Worship
Performer
Nigel Nyangombe
Nigel Nyangombe
Performer
C.O.G Beats
C.O.G Beats
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Minister Michael Mahendere
Minister Michael Mahendere
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Nigel Nyangombe
Nigel Nyangombe
Producer
C.O.G Beats
C.O.G Beats
Producer

Lyrics

Oh Ndamuona Ndamuziva Wekusika Zvinhu zvose NeIzwi rake akati chiedza Chivepo Zvinoonekwa Nezvisingaonekwi Maitiro ake anoshamisa Anoshamisa Uye mutsvene Mutsvene Ndiye wandaona Ndamufarira Mwari uyu NdiJesu Ndamuona Ndamuona kani Ndamuona Anondiona Akashumirwa naMoses Pangungwa tsvuku akavayambutsa Akavapa mvura kubva padombo Anoshamisa Anoshamisa Mutsvene Mutsvene Ndamuona Ndamuziva Jesu Ndamuona futi Ndamuona wekuwanza zvingwa Ndamuona Anondiona Wokuwanza zvingwa nehove Akavapa vakadya Kwakasara zvimwe zvizhinji WeOverflow WeOverflow Mutsvene Mutsvene Ndamuona Ndamufarira Jesu Iye aneni Ini ndinaye Tiri tose Aneni Aneni Ndinaye Akamuka kuvakafa Agere kurudyi rwaBaba Uye agere mandiri Anoshamisa Anoshamisa Mutsvene Mutsvene Ndamuona Ndamuziva Jesu Oh Wandibata Mwari uyu hey Andibata neRuoko Rwake Andisimudzira Kuti ndiite saye Ndifanane naye Mutsvene Mutsvene Andibata neRuoko Rwake Andisimudzira Kuti ndiite saye Ndifanane naye Mutsvene Mutsvene Andibata neRuoko Rwake Andisimudzira Kuti ndiite saye Ndifanane naye Mutsvene Mutsvene (Tongues) Yɛdɛ Yɛdɛdɛdɛ Yɛdɛ Yɛdɛ Yɛdɛ (Tongues) Mu-tsvene Mutsvene Hey, Mutsve-ne Mutsve- Ndabatwa Ndabatwa Ndabatwa naMwari hey Andibata neRuoko Rwake Andisimudzira Kuti ndiite saye Ndifanane naye Mutsvene Mutsvene Andibata neRuoko Rwake Andisimudzira Mwariwe Oh ndiite saye Ndifanane naye Mutsvene Mutsvene Anogona, anogona Anogona, anogona Akakosha, akakosha (Tongues) Mutsvene Mutsvene Mutsvene Mutsvene Mutsvene (Tongues) Ndabatwa naMwari Kuti ndifanane naye Jesu Mutsvene Mutsvene Mutsvene Jesus Jesus
Writer(s): Michael Mahendere Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out