Lyrics

Slyie naOskid, HKD, Top Striker Nhamo yakandionesa chitsvuku Life yaisava good Hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubhuku Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa) Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa) Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa) Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa) Kunge examination nhamo yandipinza muclass Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude Nhamo yakati gadzirisa masasi Nhamo ndikaibuda sa Calisto ichapasuwa Ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva Ndoitsikirira dhaza, ndoita make sure Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa Yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva Vanhu vaindisheedza vainditumidza Kamwe kazita kechirungu vachinditi Mr. Very Poor Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa) Yakaura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir (ehe yakandidzidzisa) Ehe maghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa) Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakandidzidzisa) SaNhamoinesu yakati Costa Saka terera song ino ndichi toaster Asi andina kubvira ndatarisa kumashure Nenhamo yangu ndaingozviboaster Zvino ndave pedyo nekuescaper Kuiona futi handichatomboda Sachiremba zvino ndave nemapaper Nhamo ndinoda kuirapa senhova Nhamo yakandionesa chitsvuku Life yaisava good Hupenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubhuku Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa) Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa) Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa) Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa) Kunge examination nhamo yandipinza muclass Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude Nhamo yakati gadzirisa masasi Nhamo ndikaibuda sa Calisto ichapasuwa Ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa Yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachinditi Mr. Very Poor Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa) Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa) Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa) Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa) Oskid gore ratichaita mari (nhamo tichaibelievisa) Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti 'sir' (ehe yakandidzidzisa) Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo (asi tichaibelievisa) Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakatidzidzisa) Oskid gore ratichaita mari Yakakura iri teacher mu-life mangu ndichiiti sir Ehe ma-ghetto youths takakurira munhamo Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya (ehe yakandidzidzisa)
Writer(s): Charles Torro Guvamatanga, Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out