Lyrics

Yeah Anokuti tichaparadzana tafa Ndachema zvangu, One Munhu HK, Simplex Music Take take mese saBanda negafa Definitely Murudo munoda one munhu waunodada naye Anokuti tichaparadzana tafa Wausingagone naye Anoita uve munhu kwaye One munhu waunodada naye Take take mese SaBanda negafa Wausingagone naye Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E) Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y Ndikoko, usamusiye mese mu L-I-F-E Mubate bho, mubate bho Mupe L-O-V-E Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G Chimupa mhiko Mupfekedze R-I-N-G Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E Saka F-A-S-T Murudo munoda one munhu waunodada naye Anokuti tichaparadzana tafa Wausingagone naye Anoita uve munhu kwaye One munhu waunodada naye Take take mese saBanda negafa Wausingagone naye Love ichipisa kunge Dubai Saka dananai Dananai dananai dananai Wako mubate sezai Zvamunoda kuti zviitwe itai Mudziva rerudo pindai Zvichikadai sasanai kusvika pacho pamuchati Tava baba namai Musvitsa tsvene pindai Vane godo wachisai Hapashaike vaimbokusaizai Zvino vese voti bwai Zvatsvukira vehama uyai uyai Love yamachuwa se wine One munhu waunoti until I die ndichange ndiripo paside Rufu ndirwo chete ruchaita nditi goodbye Ndosaka ndati murudo munoda one munhu waunodada naye Anokuti tichaparadzana tafa Wausingagone naye Anoita uve munhu kwaye One munhu waunodada naye Take take mese sabanda negafa Wausingagone naye Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E) Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y Ndikoko, usamusiye mese muL-I-F-E Mubate bho, mubate bho Mupe L-O-V-E Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G Chimupa mhiko Mupfekedze R-I-N-G Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E Saka F-A-S-T Murudo munoda one munhu waunodada naye Anokuti tichaparadzana tafa Wausingagone naye Anoita uve munhu kwaye One munhu waunodada naye Take take mese SaBanda negafa Wausingagone naye Love ichipisa kunge Dubai (Anokuti tichaparadzana tafa) (Take take mese saBanda negafa) Simplex Music
Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out