Lyrics

Dai ndakaziva haitungamire Dai ndakaziva haitungamire Ndingadai ndakaramba ndiripwere yepamakumbo Zenze Tuku zenze Tuku ndayaruka Zenze Tuku zenze Tuku ndakura Hooo dai ndakaziva haitungamire Ndingadai ndakaramba ndiripwere yepamakumbo (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) Zvikanzi uriwedangwe chitonga tione Uriwedangwe chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) Dai ndakaziva haitungamire Ndingadai ndakaramba ndiripwere yepamakumbo Dai ndakaziva haitungamire Ndingadai ndakaramba ndiripwere yepamakumbo Zvepamusha uno hona zvondiremera Aiwa zvandiwandira Vakati uriwedangwe chipedza tione Uriwedangwe chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani) Makuva masere ashaya neakomba. Ndotangira poyi? Makuva masere ashaya neakomba. Ndotangira poyi? Ho dai ndakaziva haitungamire Ndingadai ndakaramba ndiri pwere yepamakumbo Ndetangira poyi, kutangira poipoi ini Ndetangira poyi? Ndetangira poyi, kutangira poipoi ini Ndetangira poyi? (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Ndetangira poyi kutangira poiko? (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Uriwedangwe chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Tonga tione chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Tonga tione chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Ndingadai ndakaramba ndiri pwere yapamakumbo (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Uriwedangwe chipedza tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Ndetangira poipoi ndetangira poiko? (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Ndetangira poyi poi ndetangira poiko? (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Tonga tione chitonga tione (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Zenze Tuku ndakura (Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani) Ndetangira poyi?
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out