Lyrics

Haunyare pese pese Hallo pese pese pss pss Haunyare pese pese Dzikama dzikamawo wakura Dzikamawe dzikamawo wapera Uchazowana aniko dzikamawo wakura Haunyare pese pese pss pss Dzikamawo wapera Uchazowanikwa naniko Dzikamawo wakura Haunyare pese pese pss pss Dzikamawo wapera Hallo hallo hallo my friend Long time no see Hallo hallo hallo my pal How come you look so sad You used to be hard To be smart, too smart to work Now that chance is gone And it's late to recover Why don't you settle down Dzikamawo wapera Woita hwani chisikana Dzikamawo wakura Hauna mari muhomwe Dzikamawo wapera Woita hwani chikomana Dzikamawo wakura Hauna mari muhomwe Dzikamawo wapera He used to be hard To be smart, too smart to work Now that chance is gone And it's late to recover Why don't you settle down Dzikamawo wapera Dzikama dzikamawo wakura Dzikamawe dzikamawo wapera Woita hwani chikomana Dzikamawo wakura Hauna mari muhomwe Dzikamawo wapera Woita hwani chisikana Dzikamawo wakura Hauna mari muhomwe Dzikamawo wapera
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out