Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer

Lyrics

Ngano dzedu dziye dzakaendepi? Tsika dzedu dziye dzakaendepiko? Kudya kwedu kuye kwakaendepi? Nyevhe yedu iye yakaendepiko? Aiye aiyere manhanga (Aiyere iyere aiyerende) Aiye aiyere magada (Aiyere iyere aiyerende) Umbee rinenge nyama (Aiyere iyere aiyerende) Munyemba mufushwa (Aiyere iyere aiyerende) Aiye aiyere magada (Aiyere iyere aiyerende) Aiyere iyere aiyerende Aiye aiyere magada Kusvikira rinhi, tichitiza mimvuri yedu? Kusvikira rinhi? (Aiyere iyere aiyerende) Kusvikira rinhi, uchinzvenga mumvuri wako? Kusvikira rinhi? (Aiyere iyere aiyerende) Kusvikira rinhi, tichinyara mimvuri yedu? Kusvikira rinhi? (Aiyere iyere aiyerende) Zvaingori tsika nditsikewo (Tsika nditsikewo) Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo (Tsika nditsike) Ko zvaingori tsika nditsikewo (Tsika nditsikewo) Nemumvura mese, tsika nditsikewo (Tsika nditsike) Zvaingori tsika nditsikewo (Tsika nditsikewo) Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo iwe (Tsika nditsike) Dada nerudzi rwako Chimiro chako nedzinza rako Pembedza rurimi, pwere dzigoyemura Dada nerudzi rwako Chimiro chako nedzinza rako Pembedza rurimi, pwere dzigotevera Dada nerudzi rwako Chimiro chako nedzinza rako Pembedza rurimi, pwere dzigoyemura Dada nerudzi rwako Chimiro chako nedzinza rako Pembedza rurimi, pwere dzigotevera Ko zvaingori tsika nditsikewo (Tsika nditsikewo) Nemumvura mose, tsika nditsikewo iwe (Tsika nditsike) Ko zvaingori tsika nditsikewo (Tsika nditsikewo) Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo iwe (Tsika nditsike) (Tsika nditsikewo) (Tsika nditsike) (Tsika nditsikewo) (Tsika nditsike) (Tsika nditsikewo) (Tsika nditsike) (Tsika nditsikewo) (Tsika nditsike) (Tsika nditsikewo)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out