Lyrics

Ndinotenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa Ini kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa Mangwana nekusingapere mwanawe kani mwanawe Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa Hmm Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa Ayiyehe wowo ayiyehe Ndinotenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa nerwauchandipa Mangwana nekusingapere mwanawe Ini kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa Mangwana nekusingapere mwanawe kani mwanawe Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa Aiyayaya, iyee, iyee Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa Owowowowo aiye yeyeee Ndiregerere, ndiregerere (moyo iregere kutukana) Ndiregerere, ndiregerere ndiri munhu wenyama Ndiregerere, ndiregerere (kupedza misodzi kutiza munyama) Ndiregerere, ndiregerere ndiri munhu wenyama Ndiregerere Zvinowanikwa kuparadzana, hazvireve totizana mangwana Vakawanda vanoparadzana hazvireve vovengana mangwana Natsa kwawakabva mudiwa wangu kuitira mangwana tigotarisana Ohh, yeah Natsa kwakabva mudiwa wangu kuitira mangwana tigotarisana Mwanawe, mwanawe, mwanawe ndinotenda Nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa Ah, mwanawe, mwanawe kani Kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa Aiyeyeye woo, ohh, ooh, ahh Ndiregerere, ndiregerere (moyo iregere kutukana) Ndiregerere, ndiregerere, ndiri mumhu wenyama Ndiregerere, ndiregerere (kupedza misodzi kutiza munyama) Ndiregerere, ndiregerere, ndirimunhu wenyama Ndiregerere, ndiregerere (moyo iregere kutukana) Ndiregerere, ndiregerere, ndiri mumhu wenyama Ndiregerere, ndiregerere (kupedza misodzi kutiza munyama) Ndiregerere, ndiregerere, ndirimunhu wenyama
Writer(s): Sam Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out