Lyrics

Mweya, famba zvakanaka Mweya, famba zvakanaka Mweya, mweya, wakanaka, aiwa famba zvakanaka Mweya, ufambe zvakanaka Mweya, kani wee, aiwa famba zvakanaka Denga rinoonaka kuchema kwedu Iwe tande nenzira takaringa kani Famba zvakanaka Maiwe denga rinoona kusuwa kwedu Iwe tande nenzira takaringa kani Ufambe zvakanaka Ini chishuvo changu pamwana uyo Murwendo rwake rwekudenga mambo Afambe zvakanaka, ooo, afambe zvakanaka Ini chishuvo changu pamwana uyo Murwendo rwake rwekudenga mambo Afambe zvakanaka, iwe mweya Mweya, mweya wakanaka, aiwa famba zvakanaka Mweya, mweya wakanaka, aiwa famba zvakanaka Ooo, ufambe zvakanaka Iwe mweya, mweya wakanaka, famba zvakanaka Mweya, ufambe zvakanaka Iwe, mweya kani weueeya, aiwa famba zvakanaka Denga rinoonaka kuchema kwedu Iwe tande nenzira takaringa kani Ufambe zvakanaka, ooo, ufambe zvakanaka Ende chishuvo changu pamwana uyo Murwendo rwake rwekudenga mambo afambe zvakanaka Haiwe mweya, ooo mweya, kani ewuwe aiwa famba zvakanaka Ufambe zvakanaka Iwe mweya, kani mweya, aiwa famba zvakanaka Ufambe zvakanaka Iwe Mweya, kani muweya aiwa famba zvakanaka Iwe zvakanaka Mweya, weooo
Writer(s): Sam Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out