Lyrics

Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe Wakanaka wakanaka uchadiwa iwe Yuhwi, ini amai Yuhwi, ini amai Ini ndonodawo Hereni Iwe unoda Kujenisi Ini ndonodawo Hereni amai Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Kare kwangu ndichiri kadiki Kare kwangu ndichiri kadiki Vakomana vachindimhanyira Vakomana vachindimhanyira Yuhwi, ini amai Yuhwi, ini amai Yuhwi, ini amai Ini ndinodawo dzekwangu Ini ndinodawo dzekwangu Ini ndinodawo dzekwangu amai Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Mairosi iwe unopenga iwe Mairosi iwe handikude iwe Mairosi iwee unopenga iwe Mairosi iwe handikude iwe Mairosi iwee unopenga iwe Mairosi iwe handikude iwe Mairosi iwee unopenga iwe Mairosi iwe handikude iwe Mairosi iwee unopenga iwe Mairosi iwe handikude iwe Ini ndinoda Hereni amai Iwe unoda Kujenisi amai Iwe unoda Hereni amai Ini ndinoda Kujenisi amai Iwe unoda Hereni amai Iwe unoda Kujenisi amai Ini ndinoda Hereni amai Ini ndinoda Kujenisi amai Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Wakanaka uchadiwa Kare kwangu ndichiri kadiki Kare kwangu ndichiri kadiki Vakomana vachindimhanyira Vakomana vachindimhanyira Yuhwi, ini amai Yuhwi, ini amai Yuhwi, ini amai Ini ndinodawo Hereni Ini ndinodawo Kujenisi amai Ini ndinodawo Hereni Iwe unoda Kujenisi amai Ini ndinodawo Hereni amai Ini ndinodawo Kujenisi amai Ini ndinodawo Hereni Ini ndinodawo Kujenisi amai Ini ndinodawo Hereni Iwe ndinodawo Kujenisi amai
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out