Lyrics

Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere Nhamo usanditevere, nhamo usanditevere Kubvira ndichimudiki, iwe uchinditevera Kubvira ndichimudiki, iwe uchinditevera Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura Inga nhasi ndakura, inga nhasi ndakura Ndafunga ndakusiya, ndafunga ndakusiya Ndafunga ndakusiya, ndafunga ndakusiya Ndafunga ndakusiya Inga ndazvinyepera, inga ndazvinyepera Inga ndazvinyepera, inga ndazvinyepera Iwe uchineni, iwe uchineni Iwe uchineni, iwe uchineni Nhamo shamwari yedu varombo Nhamo shamwari yedu varombo Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara usambotya (ho nyarara usambotya) Ho nyarara usambotya (ho nyarara usambotya) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara usambotya (ho nyarara usambotya) Zvaunenge waona unoreva, zvaunenge waona unoreva Zvaunenge waona unoreva, zvaunenge waona unoreva Zvaunenge waona unoreva, zvaunenge waona unoreva Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Ho nyarara uchakunda (ho nyarara uchakunda) Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende Hoiye wondende, hoiye wondende Hoiye wondende, hoiye wondende Hoiye wondende, hoiye wondende Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende Hoiye ho iserevende, hoiye ho iserevende Hoiye ho iserevende
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out