Music Video

Hope
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Listen to Nhava by Oliver Mtukudzi
ALBUMNhavaOliver Mtukudzi
Listen to Oliver 'Tuku' Mtukudzi Essentials featuring Oliver Mtukudzi
PLAYLISTOliver 'Tuku' Mtukudzi EssentialsApple Music African

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Hona hope hadzina ndima Ndati hope hadzina ndima, hadzina ndima Ukagudugudza wasaririra Haiwa hope hadzina ndima, hadzina ndima Ukagudugudza wararirira Apa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wasaririra Haiwa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wasaririra Hona hope hadzina ndima, hadzina ndima Ukagudugudza wasaririra Ndati hope hadzina ndima idzi, hadzina ndima Ukagudugudza wararirira Haiwa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wasaririra Haiwa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wararirira Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo Nayo tinayo, nayo tinayo Pinda mu-shift tione, tiyende, ukagudugudza wasaririra Tora muzira tiyende, tiyende, ukagudugudza wararirira Haiwa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wasaririra Haiwa basa mangwanani, mangwanani Ukagudugudza wararirira, maiyo mai Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo Nayo tinayo, nayo tinayo Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo (Tinayo) nayo tinayo, nayo tinayo
Writer(s): Robert Mirabal, Mark Andes Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out