Lyrics

Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Mai varamba ava, amai varamba (aiwa ba) Mai varamba ava, amai varamba, varamba (aiwa ba) Mai varamba iwe, amai varamba, varamba amai, varamba amai (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Memuyemedza mwana kumuyemedza kudai, mai varamba (aiwa ba) Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba (aiwa ba) Kumuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba Aiwa ba Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba) Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba) Tozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha pano, mai varamba (aiwa ba) Tozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha uno, mai varamba (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out