गाने

Ndine pfimbi yangu, yemashoko Isingabiwe kana nani zvake Ndine pfimbi yangu, yemashoko Isingabiwe kana nani zvake Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi Inondichengetera mashoko anokosha Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi Inondichengetera mashoko anokosha Kuwana akanditadzira Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe Kuwana akanditadzira Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu Ndiye wandinoda wandinovimba naye Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu Ndiye wandinoda wandinovimba naye Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri Chandapfigira ndapfigira Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri Chandapfigira ndapfigira Hana yangu iyi ipfimbi yangu Inondichengetera mashoko anokosha Hana yangu iyi ipfimbi yangu Inondichengetera mashoko anokosha Ndine pfimbi yangu, yemashoko Isingabiwe kana nani zvake Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi Inondichengetera mashoko anokosha Kuwana akanditadzira Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu Ndiye wandinoda wandinovimba naye Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri Chandapfigira ndapfigira Hana yangu iyi ipfimbi yangu Inondichengetera mashoko anokosha Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi Inondichengetera mashoko anokosha ini
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out