गाने

Ndiye mwana uye wandaireva Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Mwanasikana chichekererwa seshereni Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni Ndiye mwana uye wandaireva Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Mwanasikana chichekererwa seshereni Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni Ndiye mwana uye wandaireva Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Mwanasikana chichekererwa seshereni Chitoramoyo pakaperera shungu dzaMwari Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Ane moyo munyoro usina vamwe Moyo wake ugumbeze rechando Mutsipa wake wenge bhiza ramambo Vimbai mwana ane tsika Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Ane moyo munyoro usina vamwe Moyo wake ugumbeze rechando Mutsipa wake wenge bhiza ramambo Vimbai mwana ane tsika Ndiye mwana uye wandaitaura Vimbai mwana akanaka Ndiye akatora moyo kwete wangu ndega Tiri vazhinji vanomurumbidza Ane moyo munyoro usina vamwe Moyo wake ugumbeze rechando
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out