म्यूज़िक वीडियो
Marshall Munhumumwe के शीर्ष गीत
इसी प्रकार के गाने
क्रेडिट्स
PERFORMING ARTISTS
Marshal Munhumumwe
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Marshal Munhumumwe
Songwriter
गाने
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Paushamwari ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Paushamwari ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Paushamwari ane mari ndiye mukuru
Mazuva ano ane mari ndiye mukuru
Pamazuva ano ane mari ndiye mukuru
Kana usina mari shamwari wotosevenzera ane mari
Kana usina mari shamwari wotosevenzera ane mari
Hazvina mhosva kuti ndiye mudiki
Kana aine mari ndiye mukuru
Hazvina mhosva kuti ndiye mudiki
Kana aine mari ndiye mukoma
Mwari anongopa zvipo
Haasarudze kuti mudiki kana mukuru
Mwari anongopa zvipo
Haasarudze kuti mudiki kana mukuru
Kana une chipo chemari, shamwari iwe ndiwe chete
Kana une chipo chemari, shamwari iwe ndiwe chete
Kana wave nemari, wave nezvese zvese zvaunoda
Kana wave nemari, wave nezvese zvese zvaunoda
Kana pane nhamo yakaita sei, kana uine mari hazvinetse

Writer(s): Marshall Munhumumwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com