Lyrics

Shami! Shami! Shamiso uwo, apa nhasi wandigona Shami! Shamiso uwo, apa nhasi wanditsvata Shamiso, Shamiso mwananguwe, apa nhasi wandigona Ndichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) (Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) (Ndichakutengera pata-pata) Shami, Shamiso mwananguwe, apa nhasi wanditsvata Toti makorokoto, makorokoto wagona, apa nhasi watitsvata Ndoti makorokoto ini, makorokoto wachata, apa nhasi watitsvata isu Tichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) re-red (Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) (Ndichakutengera pata-pata) Toti makorokoto, makorokoto wagonakani, aah Ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka Ndapurumuka, ndapurumuka, ndapurumuka Toti makorokoto, makorokoto wagona, apa nhasi wandigona mwanangu Ndoti makorokoto ini, makorokoto wachata, apa nhasi watitsvata isu vedzinza Toti makorokoto, makorokoto mwananguwe, apa nhasi watitsvata Tichakutengera pata-pata (ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera slipers (ndichakutengera pata-pata) (Ndichakutengera pata-pata, ndichakutengera pata-pata) Ndokutengera sliper (ndichakutengera pata-)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out