Music Video

Featured In

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Thomas Mapfumo
Thomas Mapfumo
Songwriter

Lyrics

Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomana Hauna musoro chikomana Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Ndaneta newe, ndaneta newe Hauna mari chikomana Hauna mari chikomana Hauna mari chikomana Tsika dzako dzemusango horendehaa Tsika dzako dzemusango horendehaa (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi) Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kani Kukaro roorwa asikana kani Mwana wawakandipa ndinaye Mwana wawakandipa ndinaye Mwana wawakandipa ndinaye Vabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe Vabereki havana pfuma yako iwe (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi) Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda ini Ndasunga mbatya ndayenda ini Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana Nhamo yangu yekuroorwa asikana (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusiya kare, kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakuregera kare) (Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana) (Ndingadai ndakakusvipira pasi)
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out