गाने

Pawakandiroora wakabvisa mazana emari chokwadika uchindida Patayiswera tainge bhandi nebhurugwa, tichironga zveimba yedu Waiti "usandirambaba" wasvika pamba nenguva mazuva ataroorana Koo nhasi wapindwa neiko, wave kusvika mwambakwedza? Mamwe mazuva hautombouyi zvachose, unenge uripiko baba vevana? Kana wauya manyepo handi enhamo, haumbonyara murume wangu Rudo rwako rwayenda nana mainini, hauchaziva kana kumba Chaunotsvaga ikoko ini ndachishaya, uchindisiya ndiri pano Wave kuyera kusvika pamba masikati, nevana hauchavaziva Pawakandiroora wakabvisa mazana emari chokwadika uchindida Patayiswera tainge bhandi nebhurugwa, tichironga zveimba yedu Waiti "usandirambaba" wasvika pamba nenguva mazuva ataroorana Koo nhasi wapindwa neiko, wave kusvika mwambakwedza? Mamwe mazuva hautombouyi zvachose, unenge uripiko baba vevana? Kana wauya manyepo handi enhamo, haumbonyara murume wangu Rudo rwako rwayenda nana mainini, hauchaziva kana kumba Chaunotsvaga ikoko ini ndachishaya, uchindisiya ndiri pano Wave kuyera kusvika pamba masikati, nevana hauchavaziva
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out