Lyrics

Sheedza mai vemwana, ndakuvara Pakupingudza mombe, ndakuvara Dana mai vemwana, ndakuvara iwe Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaiti chichatoredzera vakuru Pakupingudza mombe, ndakuvara Nyamba chaifuratira vakuru Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh) Ndaiti mangwana tingazobopawo Chichatirimira chazokura (ah ahhh) Pidigu mai vemwana chandipfura Sheedzai mai vemwana, ndakuvara Pakupingudza mombe, ndakuvara Danai mai vemwana, ndakuvara kuno Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho Pakupingudza mombe, ndakuvara Nyamba chaifuratira vakuru vaya Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh) Ndaiti mangwana tingazobopawo isu Chichatirimira chazokura (ah ahhh) Pidigu mai vemwana chandikunda Ndaichichiva tiri mumakura (ah ahhh) Ndaiti mangwana ndingazobopawo Chichandirimira chazokura (ah ahhh) Pidigu mai vemwana chandikunda Sheedza mai vemwana, ndakuvara Pakupingudza mombe, ndakuvara Dana mai vemwana, ndakuvara ye Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho Pakupingudza mombe, ndakuvara Nyamba chaifuratira vakuru vacho Pakupingudza mombe, ndakuvara Ndaichichiva chiri mumakura (ah ahhh) Ndaiti mangwana ndingazobopawo Chichatirimira chazokura (ah ahhh) Pidigu mai vemwana chandipfura Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh) Ndaiti mangwana tingazobopawo Chichatirimira chazokura (ah ahhh) Pidigu mai vemwana chandipfura
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out