Lyrics

Wotokumbira muridzi mununúna (kumbira) Ungatokumbira varidzi chete (kumbira) Kuvhima masango anorura Unotokumbira muridzi mununúna (kumbira) Kuvhima masango anorura aya Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira) Wotokumbira muridzi (kumbira) Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira) Kuvhima masango anorura aya Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira) Kuvhima masango anorura iwe Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira) Michero yesango unotokumbira muridzi mununúna (kumbira) Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira) Ehe chino nechino aiwa ndechangu Aripano anoti mwana ndewangu uyu Neasina kuwanikwa hunzi murume ndewangu Hapana chisina muridzi (kumbira) Koo chiri nani kupinda chimwe chiiko (Chiri nani kupinda chimwe) Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe (Chiri nani kupinda chimwe) Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko (Chiri nani kupinda chimwe) Maihweee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunaba (Chiri nani kupinda chimwe) Hakuna chisikwa chiri nani kupinda chimwe (Chiri nani kupinda chimwe) Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe iye (Chiri nani kupinda chimwe) Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko (Chiri nani kupinda chimwe) Maihweeee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunabaiwe (Chiri nani kupinda chimwe) Unokuvara iwe Chavhiringa ndoenda kune ndoro maiwe Ndoenda chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende Chavhiringa ndoenda kune ndoro hoiyere Kumusha chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende Chavhiringa ndoenda kune ndoro wee kune ndoro Weee kune ndoro Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende Chavhiringa ndoenda hwee kune ndoro wee kune ndoro wee Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende (Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende Ndinenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende Ndinenge mbwende Hoo ndoenda paurendo, paurendo, paurendo Ini ndoyenda paurendo mbwerengende Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo Ini ndoyenda paurendo, bherengende Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo Ini ndoyenda paurendo bherengende
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out