Lyrics

Ndinotenda amai Amai vangu, ndinovatenda amai vangu Panodiwa rudo rukuru kumurera Pagoshanda masimba makuru kumubereka Mwana uyo Nditori chipo chikuru kubva kudenga Kubva kuna nyadenga kumubereka mwana uyo Pakabuda rudo rukuru kundirera Pagoshanda masimba makuru kundibereka iniwo Vakawanda vakakonewa kuvarera Kurasa vana kunze kwekuvachengeta kwavo Ndinotenda amai vangu makandirera inini mambo Kuratidza rudo rukuru pakundichengeta kwavo
Writer(s): Sam Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out