Music Video

Oliver Mtukudzi - tozeza baba
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Listen to Nhava by Oliver Mtukudzi
ALBUMNhavaOliver Mtukudzi
Listen to Oliver 'Tuku' Mtukudzi Essentials featuring Oliver Mtukudzi
PLAYLISTOliver 'Tuku' Mtukudzi EssentialsApple Music African

Credits

PERFORMING ARTISTS
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Imi baba manyanya Imi baba manyanya Imi baba manyanya kurova Amai Ndimi baba manyanya kutuka Amai Munoti isu vana tefara sei? Isu vana tefara seiko? Kana mai vachichema pameso pedu Kana mai vachingochema pamberi pedu apa Imi baba manyanya kurova Amai Ndimi baba manyanya kutuka Amai Munoti isu vana tefara sei? Isu vana tefara seiko? Kana mai vachichema pameso pedu Kana mai vachingochema pamberi pedu apa Vati ponda hako ndifire pavana Ponda hako ndifirewo pavana vangu ava Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Vauya vadhakiwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tozeza baba ava (tozeza baba) Vauya vakoriwa (tozeza baba) Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakiwa? Idoro here rinoti mai ngavatukwe? Idoro here rinoti mai ngavarohwe? Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Vauya vadhakiwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tozeza baba ava (tozeza baba) Vauya vakoriwa (tozeza baba) Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (hoaya oh) Oh, oh, oh (ho baba) (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe (Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe Unokuvara iwe
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out