Lyrics

Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa titaure" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi "Tuku ndinorwara, handirarame, handirarame" Ndikarangarira zuva riya ramakasiya Yewu achichema pamba Awu ah, awu ah Heuherere hoo, Heuherere au ah Heuherere hoo, Heuherere ah ah Heuherere Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndikarangarira zuva riya kani Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa muzukuru" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi "Tuku usazondicheme, usandicheme, usandicheme" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Tuku nditakure kana ndafa" Ndikarangarira zuva riya ramakasiya vana vachichema pamba Awu ah awu ah Heuherere hoo, Heuherere au ah Heuherere hoo, Heuherere ho oh Heuherere Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya vangu kani Heuherere hoo, Heuherere hoo ah Heuherere hoo, Heuherere hoo ah Heuherere Ndikarangarira zuva riya kani Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa titaure" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi "Tuku ndinorwara, handirarame, handirarame" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Tuku nditakure kana ndafa" Ndikarangarira zuva riya ramakanditi "Tuku usazondicheme, usandicheme, usandicheme" Ndikarangarira zuva riya ramakasiya Yewu achichema pamba Hoo eeh heherende Hoho heuherere hoo au-ah Heuherere Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya vangu, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya vangu, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya vangu kani Heuherere hoo, Heuherere hoo ah Heuherere hoo, Heuherere hoo ah Heuherere Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru Ndinokuchemai (baba)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out