Lyrics

Pfuma yenhaka inoparadza hukama, inoparadza hukama iyi Pfuma yenhaka inoparadza hukama, inoparadza hukama Vachakunonokera kufa baba vawamirira kudai, wodiniko? Vachakunonokera kufa baba vawamirira kudai, woita seiko? Vane nungo vanoparadza hukama, vanoparadza hukama ava Vane nungo vanoparadza hukama, vanoparadza hukama imi Vachakunonokera kufa baba vawamirira kudai, woita sei? Uchadiniko? Vachakunonokera kufa baba vawamirira kudai, umm, umm, umm (Ucharoya chete) ucharoya chete (Uchadya izvovo) uchadya izvozvo Ucharoya chete (Uchadya izvovo) uchadya izvozvo Idzo nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) Maiwe nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) Idzo nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) Hona nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) Ucharoya chete, ucharoya chete, ucharoya chete (Uchadya izvovo) uchadya izvozvo Ucharoya chete, ucharoya chete (Uchadya izvovo) uchadya izvozvo Idzo nungo huroyi, kudzvokora mukuru nemutorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) nungo huroyi Hona nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) ah, nungo huroyi Nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa Kumirira vakashanda kare (nungo huroyi) ah, nungo huroyi
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out