Lyrics

Jairosi wakashata iwe Moyo wako wakashata iwe Zviito zvako zvakashata iwe Jairosi wandirova iwe Jairosi wandirova iwe Jairosi ndode kuenda iwe Jairosi iwe, ndode kuenda iwe Imba yako ndaisiya iwe (Wanoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) Jairosi unoshusha iwe Jairosi unoruta iwe Jairosi unoshusha Jairosi unoshusha Jairosi wandirova Jairosi meso meso Jairosi meso meso Jairosi wakashata Vana vako ndavasiya iwe Vana vako ndavasiya iwe (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) Jairosi wandinetsa iwe Zviito zvako zvakashata iwe Moyo wako wakashata iwe Jairosi handichakuda iwe Jairosi handichakuda iwe Jairosi iwe, ndakusiya iwe Jairosi iwe, ndakusiya iwe Jairosi iwe, ndode kuyenda iwe Jairosi iwe, ndode kuyenda iwe (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega) (Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out